Wasakara- Oliver Mtukudzi

Wasakara- Oliver Mtukudzi
Spread the love

Free download of Wasakara Oliver Mtukudzi in high quality mp3

Wasakara- Oliver Mtukudzi

Lyrics

Bvuma bvuma iwe
Bvuma bvuma chete
Bvuma wasakara
Bvuma wawunyana
Bvuma wasakara
Bvuma wawunyana
Bvuma bvuma iwe
Bvuma bvuma chete
Bvuma wasakara
Bvuma wawunyana
Bvuma wasakara
Bvuma wawunyana
Kuchembera chiko kuchembera
Kuchembera chiko kuchembera
Chi kuchembera chiko kuchembera
Imi mai makwebura
Arucharugone machembera
Makura ka musazoramba
Kuchembera chiko kuchembera
Imi baba torirai muone
Mwana atove mandara
Makura ka musazoramba
Kuchembera chiko kuchembera
Kuchembera chiko kuchembera
Chi kuchembera chiko kuchembera
Kuchembera mucherekedzo
Wenguva yakareba
Kuchembera mucherekedzo
Wenguva yakareba
Kuchembera ndizo ndizo
Nenguva yakawanda
Kuchembera ndizo ndizo
Nenguva yakawanda
Kuchembera chiko kuchembera
Kuchembera chiko kuchembera
Chi kuchembera chiko kuchembera
Imi mai makwebura
Arucharugone machembera
Makura ka musazoramba
Kuchembera chiko kuchembera
Imi baba torirai muone
Mwana atove mandara
Makura ka musazoramba
Kuchembera chiko kuchembera
Kuchembera chiko kuchembera
Chi kuchembera chiko kuchembera
Ziso kuwunyana
Mweya imandara
Kundze kusakara
Neshika komana
Ziso kuwunyana
Mweya imandara
Kundze kusakara
Neshika komana
Kuchembera chiko kuchembera
Kuchembera chiko kuchembera
Chi kuchembera chiko kuchembera
Imi mai makwebura
Arucharugone machembera
Makura ka musazoramba
Kuchembera chiko kuchembera
Imi baba torirai muone
Mwana yave mandara
Makura ka musazoramba
Kuchembera chiko kuchembera
Kuchembera chiko kuchembera
Chi kuchembera chiko kuchembera

Be the first to comment

Leave a Reply

Your email address will not be published.


*